Muhammad

Kubva Wikipedia

Muhammad (Chiarabhu: مُحَمَّد, Muḥammad; c. 570 – 8 Chikumi 632 ZN, sho. Muhamadhi) aive mutunguamiri wechiArabhu wezvechinamato, runzanga, uye zvehutonganyika, pamusoro pezvo ndiye aive muvambi we Uyisalama. Nokutodza chafundwa che Ruyisalama, aive svikiro (kana muporofita) akapamhidzwa zvehusashe kuti apararidze nekuzadzisa zvidzidziso zvemunamatwimumwe zva Adhamu, Abarahama, Mhoze, Jesu, nedzimwe svikiro (kana vaporofita). Anotendwa kuva Siri re Svikiro muChiyisalama, neKurani uye zvidzidziso ne zviito zvake zvinovumba zvitendwa zvechinamato che Uyisalama.

Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chafundwa - doctrine
  • Husashe - divine
  • Siri - seal (chishongrish, shoko reChishona rinodiwa).