Abarahama

Kubva Wikipedia

Abarahama (akazvarwa sa Abaramu) ndisatate wechiHebheru wezvinamato zve Ruabarama, kusanganisa Ujudha,Ukristu, Uyisalama. MuUjudha, ndivo baba vekuamba ukama wakakosha pakato paMwari ne Vajudha; muUkristu, ndivo ntate wechinzimu wevatendi vose, kunyangwe vari Vajudha kana vasiri; muUyisalama, ndivo vanobatanidza ngetani ye svikiro dze Ruyisilama kubva kuna Adhamu (ringai Adhamu muChiyisalama) uye uchiguma kuna Muhammad.

Mashoko okuziva[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ntate, mtate - progenitor