Mugaviri

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mugaviri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tonderai Mugaviri; Farai Mugaviri; Tsitsi Mugaviri.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaWanga vanoti okhukabira, (divide amongst; portion out; share between).
  • VaRundi neVaGwere vanoti kugabira (v. distribute, share, give out, sever, set apart, donate).
  • VaGwere vanoti kugabana kana kugabania (v. share, divide among). VaRundi vanoti kugabirira (to feed, divide, distribute).
  • VaGwere vanoti kugabarira (v. provide for). VaRundi vanoti kugabirira (to feed, divide, distribute).
  • VaNyoro -gaba kana gabire (to distribute; to give in marriage) vachireva kugovera.