Muganda

Kubva Wikipedia

Muganda izita remhuri muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Batanai Muganda; Elvis Muganda; Solomon Muganda; Robert Garai Muganda.

Vanhu veGanda, kana Baganda (zvinoreva: Baganda; mumwe Muganda), idzinza reBantu rinobva kuBuganda, inowanikwa pasi pehumambo hweUganda. Pachinyakare yaiumbwa nemapoka makumi mashanu nemaviri (kunyangwe kubva paongororo ya1993, makumi mana nematanhatu chete ndiwo anozivikanwa zviri pamutemo), Baganda ndiro dzinza rakakura kwazvo muUganda, rine 24.5 muzana yehuwandu panguva yekuverengwa kwevanhu muna 2014.[1]

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veSwahili vanoti mganda kana miganda (sheaf or bundle of cut rice). Izwi iri rind kutodzana nerinoti mwanda kuShona.
  • VaGwere vanoti muganda (small bundle, heap) vachireva chimwanda. VaRundu vanoti umuganda (bundle of sticks, rope etc; wood for the hut).
  • VaNande vanoti omuganda (a single person, unmarried) vachireva munhu asina kuroora kana kuroorwa.
  1. https://en.wikipedia.org/wiki/Baganda