Mwanda

Kubva Wikipedia

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaYao vanoti mwanda (a great number, too many to be counted) kureva zvinhi zvakawandisa. Fananidza nezwi rokuti gurumwandira.
  • VaMaconde vanoti mwanda (n. trip, journey, travel, voyage, flight, passage) kureva rwendo
  • Chiaushi vanoti umwanda (n. hundred) kureva zana


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.