Mufuka

Kubva Wikipedia

Mufuka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo, Kinshasa, Zambia, neAngola.

  • Vanhu vane zita iri: Ken Mufuka; Nyasha Mufuka; Paula Mufuka; Mufuka Chitengi.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Barotse vanoti mufuka kana mifuka (n. tare weed).
  • Kikongo inoti mfuka (debt) vachireva mungava. Mamwe mazwi: mfuka (n. stalk of a plant).
  • Shambala vanoti kufuka (v. to dig). Fananidzai nokuti kufukura?