Kufukura

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kufukura (to dig up) zvinoreva kuchera chinhu changa chakafushirwa.

Chirevo[chinja | edit source]

  • Kufukura (to tattle tale) zvinogonawo kureva kuburitsa zvakavanzika zvisina kufanirwa kunge zvakataurwa.

Mitauro yeAfrika[chinja | edit source]

  • Nyanja inoti fukula (digging into and digging up soft soil or sand) vachireva kufukura.
  • Digo inoti fukula (to unearth, to dig up) vachireva kufukura. Zigula inoti kufukula (to dig up or dig out - not very deep) zvichireva kufukura.
  • VaZigula vanoti kufuka (to dig, digging) vachireva kufukunura. Fukulwa (to be dug) kureva kufukurwa
  • Nyakyusa vanoti fukula (to unearth, to dig up) - kufukura. Bavili vanoti fuukë (v. to dig up potatoes) - kuchera mbatata.