Munhondo
Munhondo, munondo kana mutondo (n. Julbernardia globiflora) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- IsiNdebele vanoti Umtshonkwe (n. Julbernardia globiflora) kureva muti wemunhondo.