Mudunge

Kubva Wikipedia

Mudunge izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Anesu Mudunge; Gugu Mudunge; Wara Mudunge; Tendai Mudunge.
  • Mamwe mazita ari pedyo: Mutunge.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Possible Meaning - Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaHerero vanoti tunga (build; fabricate). Mamwe mazwi: omutunge (builder; mason).
  • VaHerero vanoti okutunga (fabrication). Mamwe mazwi: omutungo (n. form; shape).
  • VaUmbundu vanoti tunga (construct), kureva kuvaka. VaGungu vanoti mutungi (n. rich person) kureva munhu mupfumi.
  • Xilenge vanoti vudungo (saltness). Mamwe mazwi: kudunga (to be brackish).