Mudeke sezita
Mataridziko
Mudeke izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neDemocratic Republic of Congo.
- Vanhu vane zita iri: Natsha Mudeke; Nobert Mudeke; Kudzaishe Mudeke; Joelle Mudeke.
- Mudeke (Shrub: Erythroxy emarginatum). Vamwe vanoti mudekeko, mutsanzuti, rundo kana rutsitu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Tarisiro ndeyekuti Mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Swahili vanoti mdeke kana mdeki (ramrod). Bavili vanoti dekë (v. to be weak; to be sick).
- Chewa inoti muntu wodeka (a righteous person). Mamwe mazwi: kudeka kukulitsa ntundu (righteousness exalts a nation).
- Chewa inoti kudeketsa (to make right, to justify). Mamwe mazwi: kudeka (righteousness; to settle as water. Also of mind or heart to be quiet).
- Shilluk inoti tek (adj. hard, strong) kureva kukukutara. Mamwe mazwi: tek (brave; secure).
- Lubwisi vanoti kudeka (v. to lack sweetness) kureva kusatapira.