Hwanga
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMuchetura)
Hwanga kana uroyi (poison) mushonga unoshandiswa kukuvadza kana kuuraya vanhu.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mombe dzakadya chepfu ndokufuma dzakati chinjinji: the cattle ate poison and in the morning they were Iying dead with legs in the air.
Tsumo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mushonga haubati pasina ronda. Medicine does not work where there is no wound.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaTonga vanoti bwanga (n. poison) kureva hwanga.Herero vanoti ouanga (n. poison) kureva hwanga.
- Kimbundu inoti uanga (n. poison, spell, witchcraft). VaFwe vanoti jefu (n. poison) kureva chefu.
- VaUmbundu vanoti owanga (charm, fetish). VaBemba vanoti uhwanga (n. charm, spell) kureva hwanga.
- Lenje vanoti wuanga kana wanga (drugs, medicines, poison). Swahili vanoti anga kana wanga (bewitch, enchant, cast a spell).
- Nyaneka inoti ouanga (n. poison, spell, witchcraft; charm) kureva hwanga.