Mubondi sezita

Kubva Wikipedia

Mubondi izita remhuri rinowanikwa muZambia, Congo, Kinshasa neZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Cathrine Mubondi; Jonathan Mubondi; Balnchette Mubondi; Benedith Mubondi.
  • Mamwe mazwi: Mubonda sezita.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Lozi inoti kubonda (n. to stir buhobe - sadza). Mamwe mazwi: mubondi (n. stirrer of buhobe; rope twister) kureva munhu anomona sadza.
  • Lozi inoti kubondola (n. to twist the arm, to wring, to wrench). Mamwe mazwi: kubondoka (v. to be twisted arms, legs, etc.)
  • Shambala vanoti kubonda (v. to reap) vachireva kukorora.