Mubonda sezita

Kubva Wikipedia

Mubonda izita remhuri rinowanikwa muZambia, neZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Nyasha Mubonda; Cecelia Mubonda; Kamwengo Mubonda; Thapelo Mubonda.
  • Mamwe mazwi: Mubondi sezita.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Lozi inoti kubonda (n. to stir buhobe - sadza). Mubonda kana Mubondi - munhu anomona sadza.