Muti Unokurumuka

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMiti inokurumuka)

Mazwi rokuti muti unokurumuka rinokwanisa kuturikira chinonzi deciduous tree kuEnglish. Kukurumuka uku zvinoreva makwenzi nemiti inodonhedza mashizha munguva yechando, kudonhedza maruva mushure mekutumbuka, uye kudonhedza muchero kana waibva. Apa kukurukura zvinoreva kudonhedza nhengo dzemuti dzisisadiwe, dzakapedza basa radzinoshanda pamuti.

Kukurumura kunoitikawo pamhuka nevanhu, sokuti mhuka inonzi deer ine nyanga dzinokurumuka, vanhu vane mazino anokurumuka uye furu rechibereko rinokurumuka mushure mekuzvara.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaNyole vanoti ohukukmuha (v. shake loose and fall down; many things becoming disengaged and falling down, e.g., fruit, leaves, even life itself.).
  • VaNyole vanoti ohukukmusa (v. cause s.t. to shed, e.g., fruit from a tree by shaking branches or due to drought).