Chirhashiya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Ruština ve světě.svg

Chirhashiya (Rha. русский язык, russkiy yazyk) kana Chirhusi, mutauro we Chislavhi chekumabvazuva chinonyanyo taurwa pauzhinji weRhashiya. Mutauro wechinetivhi weMarhashiya uye chikamu che mhuri ye mitauro ye Chiindo-Yuropu. Ndiwo mumwe mutauro upenyu we Chislavhi Chemabvazuva, uye chikamu chikuru chemitauro ye Chibharito-Slavhi. Kunze kwe Rhashiya pachayo, Chirhashiya chinotaurwa futi mu Bherarusi, Kazakhistani, ne Karigizistani,uye unoshandiswa serurimi runjee (lingua franca) wekumaKaukasi, Ezhiya Yepakati, ne kumavuso e Ubharuti (baltic). Mutauro wepachidi (de facto) we Mubatanidzwa we Chisovhiyeti wekudhara, uye ichirikushandiswa se mutauro wemazuva ose neutsanzi wakasiyana mumavuso aive eChisovhiyeti kudhara.

Bumbiro re Mabhi[chinja | edit source]

А Б В Г Д Е Ё Ж З И Й
/a/ /b/ /v/ /ɡ/ /d/ /je/ /jo/ /ʐ/ /z/ /i/ /j/
К Л М Н О П Р С Т У Ф
/k/ /l/ /m/ /n/ /o/ /p/ /r/ /s/ /t/ /u/ /f/
Х Ц Ч Ш Щ Ъ Ы Ь Э Ю Я
/x/ /ts/ /tɕ/ /ʂ/ /ɕː/ /-/ /ɨ/ /ʲ/ /e/ /ju/ /ja/

Tarisai futi:[chinja | edit source]