Chihindi

Kubva Wikipedia

Chihindi (Dhevhanāgarī: हिन्दी, हिंदी, ISO: Hindī), kana Chihindi chanhasi (मानक हिन्दी; Mānak Hindī), mutauro we Chiindo-Arya unatauhwa kakuru mu Bhande rechiHindi rinotora rhijoni ye zvikamu zve maodzeranyemba, uvupakati, mabvirazuva uye madokeri e India. Chindi chinotsanangura serhejista ye chistandadhi uye chisaniskriti we mutauro we Chihindustani, wakasikwa pachikuru ne mutauronyina we Chikharibholi wekuDheruhi uye maruwa epadhuze eIndia ye Maodzanyemba. Chindi, chinonyorwa ne Keruro ye Chidhevhanagari, ndiwo mumwe mutauro pakati pembiri wechihofisi we Hurumende ye India, pamwe ne Chingezi. Mutauro wechihofisi mumavuso mapfumbamwe uye materiro akabatana matatu, uyezve mutauro wechiwedzerwa mumamwe mavuso matatu. Chihindi ndiwo mutauro wechimakumimayiri-mbiri weshejuri ye Chayina.

Mashoko ashandiswa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • maodzanyemba (north), maodzeranyemba (northern)
  • pakati; vupakati (center; middle) uvupakati; uhupakati; uwupakati; uupakati (central)
  • mabvazuva (east), mabvirazuva (eastern)
  • madokero; mavirira (west), madokeri; mavirire (western)
  • chamhembe, uzasi (south), vuchamhembe; uvuzasi (southern)
  • Shejuri (schedule)