Faniro

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMifaniro)

Faniro (traits or properties of a thing; congruous behaviour ) izwi rinoreva zvinhi zvinocherechedzwa zvinotsanangura nokududza chimiro chechinhu chiri kutariswa. Faniro dzinobatsira: kusiyanisa zvinhu; kufananidza zvinhu; kutaura wakazvitemba kuti chinhu ndicho chakati. Nokumwe kutaura tingati mufaniro kana mifaniro pahuzhinji.

  • Faniro (obligation; duty; right; a requirement).

Shoko rokuti humbe (form, make, quality) rinoreva kawumbirwo kakaita chinhu - zvichibata hukukutu, huremu, muro wakaumbisa, chiumbiko zvichingodaro.

Humbeimwe (Sameness, similarity in kind, quality, quantity, or degree).

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ifaniro yomoto kupisa: it is the property of fire to burn.
  • Ifaniro yababa kuchengeta mhuri yavo: it is expected of a father that he will look after his family.
  • Kugaka (Be unadjusted, unapt, inappropriate; e.g screw not fitting thread, shirt too small). zvinotaurwa pachinhu chisakafanira, chisakakwanirana kana zvisina kuti kwesere pakupindirana.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti ukufanela (aptness) kureva kufanira. Mamwe mazwi: fanela (apt). Isifanelo (Pattern, dressmaker's pattern) kureva chifaniro.
  • MaZulu vanoti fanela (Be suitable, fit, proper, be appropriate; Suit, become, be appropriate to; deserve, be worthy of.) vachireva kufanira.
  • MaZulu vanoti imfanelo (1. A right, righteous thing. 2. Fitness, propriety, suitability,; 3. duty) vachireva zvakafanira.
  • VaMakua vanoti awaka kimwene (my own) vachireva changu ndimene. VaMakua vanoti awaka (my) vachireva changu.
  • VaKongo vanoti fwana (be fit for, good for, able to hold, to earn, deserve, merit, qualified for, be competent, worth of, suitable, suffice, be sufficient) kureva kufanira.