Mhembere

Kubva Wikipedia

Mhembere izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Chipo Mhembere; Tonderai Mhembere; Pamhidzai Mhembere.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaWabo vanoti mpembeelri (n. winner) vachireva munhu ahwinha.
  • VaWabo vanoti opembeelra (v. conquer; defeat; overcome; win) vachireva kuhwinha.
  • VaKongo vanoti mpembele (a winged white ant having darker wings than yinswa) kureva svosve jena rine mapapiro masvipa kupinda ishwa.
  • VaChewa vanoti mwembere (a species of animal; jumps).