Menyani sezita

Kubva Wikipedia

Menyani izita remhuri rinowanikwa kuZambia; Malawi neZimbabwe .

  • Vanhu vane zita iri: Tamandani Menyani; Sandra Menyani; Menyani Ngoma; Simon Menyani.
  • VaChewa vanoti kumenya (to beat up) vachireva kurova.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaBukusu vanoti khúúmenya (vint. live at (a place), dwell, stay, settle (in a country), last long (of living thing).
  • VaBukusu vanoti khúúmenya busa (v. v live without, merely live).