Mbumba sezita

Kubva Wikipedia

Mbumba izita rinowanikwa muAngola, Zambia, Malawi neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Kally Mbumba; Fidelis Mbumba; Isaac Mbumba; Mbumba Mwasangwale.
  • Mazwi ari pedyo: Chimbumba sezita.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.