Chimbumba sezita
Mataridziko
Chimbumba izita rinowanikwa muAngola.
- Vanhu vane zita iri: Maralda Chimbumba; Vicente Chimbumba; Inacio Chimbumba; Afonso Chimbumba.
- Mazwi ari pedyo: Mbumba sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tariro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Herero vanoti otyi-mbumba (n. troop), kureva bato remawuto.
- Chewa inoti olumbumba (n. tattooing) kureva nembo.