Mbodza sezita

Kubva Wikipedia

Mbodza izita remhuri rinowanikwa kuZimbabwe, Zambia neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Ednar Mbodza; Diana Mbodza; Ibrahim Mbodza; Isaac Mbodza.
  • Sadza mbodza rinenge risina kubikwa zvakanaka, rinonamira pakusvinyanga.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.