Mbaya sezita
Mataridziko
Mbaya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo, Kinshasa, neKenya.
- Vanhu vane zita iri: Agrey Mbaya; Eliel Mbaya; Junior Mbaya; Juliah Mbaya.
- Mazita ari pedyo: Chimbaya sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.