Mbarevare

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mbarevare kana mbaravara (intelligent or clever person) zvinoreva munhu akachenjera zvakanyanya.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Sharara, chizazamburo zvinoreva munhu ane huchenjeri.
  • Garikayi imbaravara yomukomana: he is an intelligent boy.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaKwere vekuTanzania vanoti mbala (intelligent).
  • Mururimi rweZigula vanoti ubala (1. cleverness, 2. cunningness, 3. smartness, 4. smartness, 5. wisdom) kureva mbaravara.
  • VaZigula vanoti wabala kana mbala (clever people; shrewd people; cunning people) kureva vanhu vakachenjera.