Mbaravara
Mataridziko
- Mbaravara (flashing object) apa kureva chinhu chinovaima. Ndaona mbaravara yemheni: I saw a flash of lightning.
- Mbaravara kana nyanzvi (Clever person) apa kureva munhu akachenjera. Imbaravara yomukomana: he is an intelligent boy.
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |