Mbangu sezita
Mataridziko
Mbangu izita remhuri rinowanikwa muZambia, Zimbabwe, neDRC.
- Vanhu vane zita iri: Kutokwa Mbangu; Tegra Mbangu; Khanya Mbangu; Nicole Mbangu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Lingala inoti mbango (adv. quickly) kureva kuchimbidza.
- Lingala inoti mbangu (adv. early) kureva kuchimbidza.