Kuchimbidza
Jump to navigation
Jump to search
Shoko rokuti kuchimbidza (make haster, do quickly, do sooner, expedite) rinoreva kukonzera basa riripo kuti riitwe munguva pfupi pasina kurasa nguva.
Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]
- Kuchimbidzika, kukasira, kukurumidza (expedite, do sooner; to be quick).
- Chimbidza kuuya: make haste to come.
- Kuchimbidzira (beforehand in doing; make haste for a purpose).
- Chimbichimbi - kuita ipapo pakare kuchanonoka.
- Chara - (Quickness of movement). Ita chara kana uchinyora, ukurumidze kupedza nenguva.- write quickly so that you will finish in time. Munhu uyo ane chara: that man is a quick worker.
- Chimhwi (Quickness in carrying out an operation.
- Kubaukira (being quick). Aifamba achibaukira: he walked quickly.
- Vanochimbiropedza kuti vadye mberi kwevamwe.
Mitauro yeBantu[chinja | edit source]
- VaLuwanga vanoti tsimbiro (n. adv. speed, quickly) kureva kuchimbidza.