Svetuka kuchirochemo

Mawere

Kubva Wikipedia

Mawere, hungadza, ruwere kana mutsedu (precipice, steep slope) zvinotaura nzvimbo yokuti ukafamba pairi unobva pakakwirira uchienda pakaderera. Sokuti kana munhu achiburuka kubva mugomo kuenda munhika anenge achidzika pane mawere.

Mhiripiti kana rupanana (precipice, deep hole with sheer sides).

  • Charovedzera charovedzera gudo rakakwira mawere kwasviba.
  • Mudya nameso, musvita wapamawere. The eyes only are fed by (an inaccessible) tree on a slope.
  • Chiri pamuchena chiri pamutsvedu. What is in a poor man's hands is sitting on a precipice.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaYao vanoti lichenje (a deep descent ; a precipice) vachireva mawere.
  • VaBemba vanoti matelo (slope) kureva materu.
  • VaDigo neVaGanda vanoti ambuka (to ascend, to climb, to go up especially a mountain or hill) kureva kukwira gomo kana mukwidza.
  • MaZulu vanoti isiwa, iliwa kana iziwa, amawa pakuwanda (precipice, cliff) vachireva mawere.