Svetuka kuchirochemo

Matuma

Kubva Wikipedia

Matuma izita revanhu rinowanikwa kuSouth Africa, Kenya neTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Matuma Legodi; Matuma Makwela; Purity Matuma; Abraham Matuma .

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Waalii vanoti tuma (n. making; work) kureva kugadzira.
  • Waalii vanoti nyina tuma (n. dentistry. From nyina/tooth; tuma/work).