Svetuka kuchirochemo

Matore

Kubva Wikipedia

Matore izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Tinashe Matore; Jabulani Matore; Chris Matore; Keith Matore, Maina Matore.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Hadiyya inoti toore'e (n. small village, social class) kureva musha.