Matawa sezita
Matawa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Fari Matawa; Jean Matawa; Simbarashe Matawa; Stanley Matawa.
- Mazwi ari pedyo: matawa kureva datya.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.