Mbatatisi

From Wikipedia
(Redirected from Matapiri)
Jump to navigation Jump to search
Potatoes.jpg

Mbatatisi chirimwa chinokurira pasi pevhu sembabaira. Chirimwa ichi chinokura kuita zimudzi rinobumba pasi rinova ndiro rinocherwa richizodyiwa. Mbatatisi ndiwo kudya kukuru kunyika dzeEurope.

Vamawe vatauri vanoti mbatata kana matapiri. Izwi rokuti mbatata rinotodzana neChiPortuguese chinoti batata.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaNgala vanoti libenge (potato, sweet potato).
  • VaChewa vanoti mbatata (sweet potato).
  • VaNyungwe vanoti batata (potatoes) kureva mbatatisi. MaZulu vanoti ubatata (sweet potatos) kureva mbambaira.
  • Barotse vanoti litapule kana matapule (n. potato) kureva matapiri. Basotho vanoti tapole kana litapole (n. potato) kureva matapiri.