Svetuka kuchirochemo

Tanhatu

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMatanhatu)
6

Tanhatu (nhanhatu) inhamba inotevera shanu iyo yoteverwa nenomwe.

  • Mwari vakasika denga nenyika nezvose zvirimo mumazuva matanhatu, zuva rechinomwe vakaritara rive sabata rokuzorora.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaGulu neVaZigula vanoti mtandatu (n. six) vachireva tanhatu.
  • Herero inoti ta kana tu (to have the same size, length, rise to the same height). Sokuti oviti vi ta pamue - the sticks are equal length.
  • Gurma vanoti táá (1. of the same origin; 2. to be equal, to be resemble).
  • Nawdm inoti taa (counterpart, with us, ours).