Svetuka kuchirochemo

Marwa

Kubva Wikipedia

MARWA is a family name of people who reside in Zimbabwe

People who have this name: Marwa Nyasha Vongai;Marwa Mwaika Samuel; Marwa Mihalache Dakarai;Marwa Netsai Miriam;Gibson Marwa; Noah Marwa; Miriam Marwa; Tafadzwa Marwa;

These people are from the Ndau tribe in Chipinge Zimbabwe under Chief Mabuyaye in Mutema.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaKabwa inoti amarwa (n. alcohol). Runyambo inoti amáárwa (n. beer).
  • VaGanda inoti marwa (n. a kind of beer brewed from grain) kureva doro rinobikwa netsanga dzezvirimwa.
  • Kiwanga inoti amalwa (native beer, made from millet, obule, etc.; also used of any intoxicating drink, including wine, spirits, etc.).
  • Lugwere inoti malwa (n. local beer made from millet) kureva doro rerukweza. Olunyala inoti amalwa (n. brew).
  • Kinande inoti amalwa (n. the fight, the brawl, the conflict).
  • Lunda inoti malwa (n. misfortune - i.e. black; distress) kureva munyama. VaLunda inoti matoka (n. purity - i.e. white).