Kupipa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMapipi)

Kupipa (performing magic) zvinoreva kuita mapipi.

Vatauri veChiNdau vanoti mamina.

Zvirevo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mashura anotanga mberi. Omens appear before (misfortunes).
  • Manenji anongotanga mberi. Unusual events occur before (misfortunes).
  • Chaza masikati charamba ndima chaza usiku charamba hope. That which comes by day prevents weeding and that which comes by night prevents sleep.
  • Made echakata kutsvukira mumuti kuti ndiposherwe. It is the trick of a chakata fruit to ripen (while still) on the tree so that it can be thrown at.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaWabo vanoti masarapitto (n. magic) vachireva mashiripiti.
  • MaZulu vanoti ilisalamuzi kana amasalamuzi (Malay person. from Eng. Islam) kureva vanhu verudzi rweMalay.
  • MaZulu vanoti ilisalamuzi kana amasalamuzi (Malay magic: Maly method of curing) kureva mapipi eVaMalay.
  • VaKomo vanoti ephiphi (n. omen). VaKinande vanoti omubihi (n. a liar) kureva munhu anonyepa.