Mapeza

Kubva Wikipedia

Mapeza izita rinowanikwa muZimbabwe.

Vanhu vane zita iri: Kudzai Mapeza; Mecktilda Mapeza; Maud Mapeza, Norman Mapeza.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.