Manyika

Kubva Wikipedia

Chimanyika ibazi remutauro weChiShona. Chinotaurwa kumabvazuva kwenyika yeZimbabwe mudunhu reManicaland. Guta guru riri mudunhu iri rinonzi Mutare. Chinhu chikuru chakanyanya kusiyana pakati peChiManyika nemamwe mapazi emutauro weChiShona matauriro (pronounciation) uye nekuti muAlphabeti yeChiManyika haina -no- uye -va-. Sekuti pese panoiswa "no" mune mamwe mapazi echi Shona panoiswa "ngo" se muyenzaniso;

Ndinoda vanoti Ndingoda Ino mhanya vanoti ingo mhanya, zvichingo daro

  • Zvimwechetezvo panoiswa "va" ivo vanoisa "wa"

Semuyenzaniso

  • Vanhu vanoti wanhu
  • Vachida kuti vana vakauya vakawanda ivo vanoti wana wakauya wakawanda

ChiManyika chino patsanurwawo mune mamwe mapazi anoti chiNdau, ChiMaungwe, ChiBocha neChiManyika.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]