Manhenga
Jump to navigation
Jump to search
Nhenga (ku Chingezi: feather) kana Manhenga uye madengera pakuwanda. Manhenga ndizvo zvinhu zvinofukidza shiri pamusoro pezvo dzinobatsira kuchengetedza shiri. Nhenga inodzivirirawo shiri kuti dzisakuvare, uye mumarudzi mazhinji eshiri, manhenga yemapapiro inovabatsira kubhururuka .
Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]
- Huku dzangu dzava kukunduka manhenga: my fowls are losing some feathers.
Mazwi eBantu[chinja | edit source]
- Mambava (soft feathers, down).
Mitauro yeBantu[chinja | edit source]
- VaYao vanoti ndenga (the long feathers of a fowl) vachireva manhenga. Herero vanoti orutenga (beginning; first time, origin) kureva mavambo.
- VaLozi vanoti mutenga (n. feather) kureva munhenga. VaWabo vanoti muttenga kana mittenga (feathers of a fowl) kureva manhenga.
- VaZigula vanoti zoya; luzoya kana mazoya (n. feather) kureva munhenga.
- VaKikuyu vanoti uruoya kana njoya pakuwanda (feather, feathers) kureva munhenga.