Mandaza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Zita rekuti Mandaza rinowanikwa munyika yeZimbabwe.

  • Rundaza (band for head or waist) kureva bhande rinosungwa musoro kana chiuno.
  • Vanhu vane zita iri: Ibbo Mandaza, Edwin Mandaza, Fungai Mandaza.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti ndasa (v. trudge heavily along; toddle; walk with fat tummies) vachireva kufamba kwemunhu mukobvu.
  • MaZulu vanoti indasa (n. hard mealies) vachireva chibage chikukutu.
  • VaRwanda vanoti intaza (rocks in water) kureva matombo ari mumvura.
  • VaKongo vanoti ndaza (n. curse, woe, misfortune) kureva rushambwa.