Makwakwa sezita

Kubva Wikipedia

Makwakwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Nthabiseng Makwakwa; Mbali Makwakwa; Kingsley Makwakwa; Sibhome Makwakwa.
  • Makwakwa imhando yemuchero wematamba ine ruvara rweyelo.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Hapasati paane mazwi akawanikwa eBantu.