Makoni sezita

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Makoni izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Zita iri rinowanikwa kuManicaland kunyanya.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTiriki vanoti mukoni kana vakoni pakuwanda (n. person who is asleep) vachireva munhu akakotsira.
  • VaTiriki vanoti vukono (n. sleeping place) vachireva pauriri panorarwa.
  • MaZulu vanoti ilikhono kana amakhono (Skill, dexterity) vachireva kugona. Sokuti: OkaTheza unekhono lotshwala (Teza's daughter knows how to make beer).