Makanza sezita

Kubva Wikipedia

Makanza izita remhuri muZimbabwe.

Vanhu vane zita iri: Kuziwa Makanza; Mwaita Makanza; Evans Makanza; Valerie Makanza.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Mambwe vanoti -kanzana (to discuss, to argue) kukurukura kana kukakavara. Mamwe mazwi vikanza (discussion, dispute, argument. -kanza izwi (to raise the voice) kureva kukwidza izwi.
  • MaZulu vanoti khanza (Accuse; charge falsely) vachireva kupomera nhema. Lenje inoti kansa, kansha (v. scold, rebuke, chide).
  • Kirundi inoti kuganza (rule over, govern) vachireva kutonga nyika. Mamwe Mazwi: kuganzwa (to be ruled over, to be governed).
  • Tiriki inoti khukanza (examine closely, touching and fingering). VaKwere vanoti makanza (n. cheeks) kureva matama. Sangho vanoti ganza (n circumcision, female circumcision; circumcized).