Makamba sezita
Makamba izita rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vakakurumbira vane zita iri: James Makamba aiva nhengo yeparamende; Zororo Makamba.
- Mazwi ari pedyo: Chikamba sezita; Kamba sezita; kukambira.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- VaLenje vanoti kamba (Clap the hands gently) kuwombera mawoko zvinyoronyoro. VaFwe vanoti kamba (to clap once) kuwombera kamwe.
- VaLenje vanoti kambilila (approach humbly, appeal to, pay respects to, present request to, ask pardon).
- VaNgala vanoti kokamba (v. lead) kureva kutungamira. VaFwe vanoti kamba kana makamba (river banki). Kimbundu vanoti makamba (n. friends).
- VaLozi vanoti likamba kana makamba (n. bank, shore, beach, landing place) kureva gombekombe. Muenzaniso: likamba la liwate kureva gombe regungwa.