Kukambira

Kubva Wikipedia

Kukambira (habit of joining in every conversation or activity) zvinoreva katsika kekuda kukwana munhaurwa dzose-dzose uchida kunzwikwa kana kuva mukuru.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo inoti nkamba (to join in a crowd of onlookers or participants). Mamwe mazwi: nkambakani (n. many things lying across each other).
  • Kikongo inoti nkambakani (n. a mediator, a go-between) kureva munyayi. Mamwe mazwi: kamba-kamba (borne by many).
  • VaFwe vanoti ku-kambika (to put on top of each other). Mamwe mazwi: n-kambikiro kana n-kambikwa (n. profit).