Mahuwe, Zimbabwe

Kubva Wikipedia

Mahuwe inharaunda yekumaruhwa iri muprovhinzi yeMashonaland Central muri munyika yeZimbabwe. Mahuwe Business Centre iri chinhambwe Ichemakiromita 200 kubva muHarare.Nzvimbo iyi igere mugeographical region five zvichireva kuti kunonaya Mvura shoma. Mahuwe ine zvitoro zvakati wandei kusanganisira nzvimbo dzekufarira dzinonzi pachirungu (beer halls). Mahuwe iri muzasi zasi megomo rinonzi Mavhuradonha, uye kunorimwa mbeu dzakaita semapfunde, donje, chibage nedzimwewo mbeu dzakati wandei.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Digo vanoti vuwe kana mavuwe (savanna, plains, uncultivated place with a lot of grass).
  • Bavili vanoti ntaandu (n. savanna).