Mabinga sezita

Kubva Wikipedia

Mabinga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Given Mabinga; Emmanuel Mabinga; Josam Mabinga; Portia Mabinga.
  • Binga (Fault, cause for blame). Nhasi ndabinga nokudya natezvara: today I put myself in the wrong by eating with my father-in-law.
  • Usawane nechaungabingiswe nacho: do not do anything for which you can be shown to be at fault.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.