Mabharani

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mabharani (Clerk in English) munhu anochengeta zvinyorwa pabasa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti umabalana kana umabalane (clerk; secretary; scribe) vachireva mabharani.
  • VaWanga vanoti omuhandichi (clerk; secretary; scribe) vachireva munyori.
  • Vatauri veLugungu neLunyoro vanoti kuhandiika (write, make letters or numbers).
  • Vatauri veLugungu neLunyoro vanoti Muhandiiki (secretary, writer, clerk, publisher).