Lusonga sezita
Mataridziko
Lusonga izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa neUganda.
- Vanhu vane zita iri: Esther Lusonga; Clannickson Lusonga; Aimee Lusonga; Adrian Lusonga.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yokuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.
- Yao inoti kusongola (to sharpen a point; to point) kureva kurodza munzi.
- VaYao vanoti lusongo kana lusonga (a point, a tip; a pointed stick) kureva chimuti chine munzi.
- Lugwere inoti isonga (point; sharp end of an object) - mutesverwa.
- Lugwere inoti kusongolya (to sharpen a point; to point) kurodza munzi. Kisongolye (something pointed and sharp).
- Nyanja neVaMambwe vanoti nsongo (point; the apex or point of anything; the point or extremity of any instrument, as spear, arrow, knife, pen).
- Lubwisi vanoti busonga (n. point, tip, point of something sharp). VaLenje vanoti songa (press together, heap up, pile up, cram, give full measure).