Svetuka kuchirochemo

Lusaba sezita

Kubva Wikipedia

Lusaba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, riri zita reNdebele.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti ulusaba (n. Dry twigs or scrub, kindling wood) kureva masanzu akaoma. Taabwa vanoti lusaba (adj. immorality; wrongness).
  • MaZulu vanoti saba (Stand scattered about feeding). Mamwe mazwi: ulusaba kana amasaba (n. Cattle, sheep, etc. spread out widely grazing) kureva zvipfuyo zvakapararira zvichifura.
  • MaZulu vanoti ilisaba kana amasaba (n. Dried-up bough of tree) vachireva bazi remuti rakaoma.
  • MaZulu vanoti sabalala (n. Be scattered about, spread about) vachireva kupararira.