Lunda sezita

Kubva Wikipedia

Lunda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Nevers Lunda; Francis Lunda; Mutinta Lunda; Benjamin Lunda.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.